Exodus 39:43 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mosesi akatarira maɓasa ose, akaʋona kuti ʋakaŋga ʋaaita seɀakaŋga ɀarairwa naJehova, ndiɀo ɀaʋakaita; Mosesi akaʋaropafadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mozisi akaongorora basa uye akaona kuti vakanga variita sokurayira kwakange kwaita Jehovha. Saka Mozisi akavaropafadza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akatarisa zvose zvakanga zvagadzirwa akaona kuti zvakanga zvaitwa naimomo chaimo makanga manzi naTenzi muitwe nomo. Mosesi akavapa chikomborero.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mosesi akatarira mabasa ose, akaona kuti vakanga vaaita sezvakanga zvarairwa naJehovha, ndizvo zvavakaita; Mosesi akavaropafadza.
Shona 2009?
Mozisi akatarira mabasa ose, akaona kuti vakanga vaaita sezvakanga zvarairwa naJehovha, ndizvo zvavakaita; Mozisi akavaropafadza.
Shona SUB 2002 Bible
Mosesi akatarira mabasa ose, akaona kuti vakanga vaaita sezvakanga zvarairwa naJehovha, ndizvo zvavakaita; Mosesi akavaropafadza.