Exodus 39:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakagadzira mabge eoniksi, akanyudzwa mukati meɀiruʋa ɀendarama, mazita aʋana ʋaIsraeri akanyorwa’po, seɀinonyorwa ibge rokusimbisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakagadzira matombo eonikisi vakaanyudza mukati mamaruva egoridhe uye vakanyora norunyoro rwokutema padombo sezvinoitwa padombo rechisimbiso ramazita avanakomana vaIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatora mabwe eonikisi, akaaisa patusefa twesimbi twendarama akanyora paari sezvinoitwa pachidhindo, mazita avanakomana vaVaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakagadzira mabwe eonikisi, akanyudzwa mukati mezviruva zvendarama, mazita avana vaIsiraeri akanyorwapo, sezvinonyorwa ibwe rokusimbisa.
Shona 2009?
Vakagadzira mabwe eonikisi, akanyudzwa mukati mezviruva zvendarama, mazita avana vaIsiraeri akanyorwapo, sezvinonyorwa ibwe rokusimbisa.
Shona SUB 2002 Bible
Vakagadzira mabwe eonikisi, akanyudzwa mukati mezviruva zvendarama, mazita avana VaIsiraeri akanyorwapo, sezvinonyorwa ibwe rokusimbisa.