Exodus 39:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Yakaŋga inenhiʋi inna dzakaenzana; ʋakaita homboɗo yecifuʋa inemheto mbiri; kureɓa kwayo kwakaŋga kwakaita sapanoȿika minwe, noʋupamhi bgayo sapanoȿika minwe ʋo, inemheto mbiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chakanga chakaenzana mativi acho ose ari mana, chakaenzana nechanzaa paurefu uye chakaenzana nechanza paupamhi uye chakapetwa kaviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Yaive yakapetwa ruviri, iine mativi mana akaenzana. Kureba nokufara kwayo kuchiita masendimita makumi maviri ana masendimita maviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Yakanga ine nhivi ina dzakaenzana; vakaita hombodo yechipfuva ine mheto mbiri; kureba kwayo kwakanga kwakaita sapanosvika minwe, noupamhi hwayo sapanosvika minwewo, ine mheto mbiri.
Shona 2009?
Yakanga ine nhivi ina dzakaenzana; vakaita hombodo yechipfuva ine mheto mbiri; kureba kwayo kwakanga kwakaita sapanosvika mimwe, noupamhi hwayo sapanosvika mimwewo, ine mheto mbiri.
Shona SUB 2002 Bible
Yakanga ine nhivi ina dzakaenzana; vakaita hombodo yechipfuva ine mheto mbiri; kureba kwayo kwakanga kwakaita sapanosvika minwe, noupamhi hwayo sapanosvika minwewo, ine mheto mbiri.