Exodus 4:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati: Haiwa, Ishe, tumai henyu wamunoɗa kutuma naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Mozisi akati, “Haiwa Jehovha, ndapota hangu, tumai henyu mumwe kuti aite izvozvo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Mosesi akati, “Ndapota zvangu Tenzi wangu, tumai zvenyu mumwe munhu!”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati, “Haiwa, Ishe, tumai henyu wamunoda kutuma naye.”
Shona 2009?
Iye akati, "Haiwa, Ishe, tumai henyu wamunoda kutuma naye."
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati, “Haiwa, Ishe, tumai henyu wamunoda kutuma naye.”