Exodus 4:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova akati kunaMosesi paMidiani: Enda, udzokere Egipita, nokuti ʋanhu ʋose ʋaitȿaka kukuʋuraya ʋakafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Jehovha akanga ati kuna Mozisi ari muMidhiani, “Dzokera kuIjipiti, nokuti vanhu vose vaida kukuuraya vakafa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi paakanga achiri kunyika yeMidhiani, Tenzi akataura kwaari achiti, “Chidzokera zvako kuIjipiti nokuti vanhu vose vaida kukuuraya vakafa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehovha akati kuna Mosesi paMidhiani, “Enda, udzokere Ijipiti, nokuti vanhu vose vaitsvaka kukuuraya vakafa.”
Shona 2009?
Zvino Jehovha akati kuna Mozisi paMidhiani, "Enda, udzokere Ijipiti, nokuti vanhu vose vaitsvaka kukuuraya vakafa."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehovha akati kuna Mosesi paMidhiani, “Enda, udzokere Ijipiti, nokuti vanhu vose vaitsvaka kukuuraya vakafa.”