Exodus 4:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndakati kwauri: Tendera mŋanakomana waŋgu kuenda andinamate; iwe ukaramba kumutendera; ɀino tarira ndicaʋuraya mŋanakomana wako weɗaŋgwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye ndinoti kwauri, “Rega mwanakomana wangu aende, kuti anondinamata.” Asi kana ukaramba kumutendera kuti aende, ndichauraya mwanakomana wako wedangwe.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino ndinoti rega mwanakomana wangu Isiraeri aende kundondinamata. Asi iwe uri kuramba. Chinzwa, ini ndichaurayawo mwanakomana wako wedangwe.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndakati kwauri, ‘Tendera mwanakomana wangu kuenda andinamate’; iwe ukaramba kumutendera; zvino tarira ndichauraya mwanakomana wako wedangwe.”
Shona 2009?
ndakati kwauri, `Tendera mwanakomana wangu kuenda andinamate'; iwe ukaramba kumutendera; zvino tarira ndichauraya mwanakomana wako wedangwe."
Shona SUB 2002 Bible
ndakati kwauri, ‘Tendera mwanakomana wangu kuenda andinamate’; iwe ukaramba kumutendera; zvino tarira ndichauraya mwanakomana wako wedangwe.”