Exodus 4:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Zipora akatora ibge rinopinza, akaceka rukanda rwapamberi rwomŋanakomana wake, akarukanda patsoka dzake, akati: Ɀirokwaɀo, uri cikomba ceropa kwandiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Zipora akatora banga rebwe romusarasara akacheka chikanda chapamberi chomwanakomana wake uye akabata tsoka dzaMozisi nacho. Akati, “Zvirokwazvo uri murume weropa kwandiri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo Zipora mudzimai waMosesi akatora ibwe rinopinza akadzingisa mwanakomana wake. Akagunzva kumakumbo kwaMosesi nenhengo yaakanga abvisa pakudzingisa ikoku achiti, “Zvechokwadi ndichinemi somurume wangu nokuda kweropa iri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Zipora akatora ibwe rinopinza, akacheka rukanda rwapamberi rwomwanakomana wake, akarukanda patsoka dzake akati, “Zvirokwazvo, uri chikomba cheropa kwandiri.”
Shona 2009?
Ipapo Zipora akatora ibwe rinopinza, akacheka rukanda rwapamberi rwomwanakomana wake, akarukanda patsoka dzake akati, "Zvirokwazvo, uri chikomba cheropa kwandiri."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Zipora akatora ibwe rinopinza, akacheka rukanda rwapamberi rwomwanakomana wake, akarukanda patsoka dzake akati, “Zvirokwazvo, kwandiri uri murume weropa.”