Exodus 4:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Mosesi akaʋudza Aroni mashoko ose aJehova, aakaŋga amutuma nawo, neɀiratidzo ɀose ɀaakaŋga amuraira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Mozisi akaudza Aroni zvinhu zvose zvaakanga atumwa naJehovha kuti azozvitaura, uyewo pamusoro pezvishamiso zvose zvaakanga amurayira kuti aite.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akaudza Aroni mashoko aTenzi aakatumwa nawo kuIjipiti, akamutaurirawo zviratidzo zvose zvaakaudzwa kundoita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Mosesi akaudza Aroni mashoko ose aJehovha, aakanga amutuma nawo, nezviratidzo zvose zvaakanga amuraira.
Shona 2009?
Ipapo Mozisi akaudza Aroni mashoko ose aJehovha, aakanga amutuma nawo, nezviratidzo zvose zvaakanga amuraira.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Mosesi akaudza Aroni mashoko ose aJehovha, aakanga amutuma nawo, nezviratidzo zvose zvaakanga amuraira.