Exodus 4:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋakatenda; ɀino ʋakati ʋanzwa kuti Jehova washanyira ʋana ʋaIsraeri, akaʋona kunetswa kwaʋo, ʋakakotamisa misoro yaʋo, ʋakanamata Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vakatenda. Uye pavakanzwa kuti Jehovha akanga ane hanya navo, uye kuti akanga aona kutambudzika kwavo, vakakotama pasi vakanamata.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vakabva vabvuma. Pavakanzwa kuti Tenzi akashanyira vaIsiraeri, akaonawo kutambudzika kwavo, vakakotamisa misoro kwaari vakapfugama kumunamata.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vakatenda; zvino vakati vanzwa kuti Jehovha washanyira vana vaIsiraeri, akaona kunetswa kwavo, vakakotamisa misoro yavo, vakanamata Jehovha.
Shona 2009?
Vanhu vakatenda; zvino vakati vanzwa kuti Jehovha washanyira vana vaIsiraeri, akaona kunetswa kwavo, vakakotamisa misoro yavo, vakanamata Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vakatenda; zvino vakati vanzwa kuti Jehovha washanyira vana VaIsiraeri, akaona kunetswa kwavo, vakakotamisa misoro yavo, vakanamata Jehovha.