Exodus 4:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Isa ruʋoko rwako mucifuʋa cako ɀe. (Iye akaisa ruʋoko rwake mucifuʋa cake ɀe; ɀino wakati acirubvisa mucifuʋa cake, ʋonei rwashanduka ɀe senyama yake.)
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akati, “Zvino chirudzorerazve muchipfuva chako,” uye paakarubudisa, rwakanga rwavandudzwa, rwaita somuviri wake wose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari akati, “Isazve ruoko rwako muhanzu dzako nechapadundundu pako.” Mosesi akaita saizvozvo, akazoruburitsa wanei rwanyatsopora, rwaita sezvakangoitawo muviri wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Isa ruoko rwako muchipfuva chakozve. (Iye akaisa ruoko rwake muchipfuva chakezve; zvino akati achirubvisa muchipfuva chake, onei rwashandukazve senyama yake.)
Shona 2009?
Akati, "Isa ruoko rwako muchipfuva chakozve. (Iye akaisa ruoko rwake muchipfuva chakezve; zvino akati achirubvisa muchipfuva chake, onei rwashandukazve senyama yake.)
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Isa ruoko rwako muchipfuva chakozve. (Iye akaisa ruoko rwake muchipfuva chakezve; zvino akati achirubvisa muchipfuva chake, onei rwashandukazve senyama yake.)