Exodus 40:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mosesi akamisa tabernakeri, akaisa ɀigadziko ɀayo, akamisa mapuraŋga ayo, akaisa mbariro dzayo, nokumisa mbiru dzayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mozisi akati amisa tabhenakeri, akaisa zvigadziko panzvimbo yazvo, akadzika mapuranga, akapinza mbariro uye akamisa matanda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akamisa tendhe rinoera, akaronga zvigadzikiro zvaro, akamisa mapango aro akavezwa, akaisawo mbariro dzaro, akamisa mbiru dzaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mosesi akamisa tabhenakeri, akaisa zvigadziko zvayo, akamisa mapuranga ayo, akaisa mbariro dzayo, nokumisa mbiru dzayo.
Shona 2009?
Mozisi akamisa tabhenakeri, akaisa zvigadziko zvayo, akamisa mapuranga ayo, akaisa mbariro dzayo, nokumisa mbiru dzayo.
Shona SUB 2002 Bible
Mosesi akamisa tabhenakeri, akaisa zvigadziko zvayo, akamisa mapuranga ayo, akaisa mbariro dzayo, nokumisa mbiru dzayo.