Exodus 40:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akawarira tente pamsoro petabernakeri, akaisa cifukidzo cetente pamsoro payo, seɀakaŋga ɀarairwa Mosesi naJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akatambanudza tende akariisa pamusoro petabhenakeri ndokuisa chifukidzo pamusoro petende, sokurayirwa kwaakaitwa naJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akawarira tendhe padenga retendhe rinoera, akazoisawo tendhe rokufukidza pamusoro paro sokuudzwa kwaakaitwa naTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akawarira tende pamusoro petabhenakeri, akaisa chifukidzo chetende pamusoro payo, sezvakanga zvarairwa Mosesi naJehovha.
Shona 2009?
Akawarira tende pamusoro petabhenakeri, akaisa chifukidzo chetende pamusoro payo, sezvakanga zvarairwa Mozisi naJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Akawarira tende pamusoro petabhenakeri, akaisa chifukidzo chetende pamusoro payo, sezvakanga zvarairwa Mosesi naJehovha.