Exodus 40:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akapinza areka mutabernakeri, akarembedza cidzitiro cokudzitira naco, akadzitira areka yecipupuriro; seɀakaŋga ɀarairwa Mosesi naJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akauyisa areka mutabhenakeri ndokuturika chidzitiro chokufukidzira akafukidza areka yeChipupuriro, sokurayira kwakaita Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaunza bhokisi iri mutendhe rinoera ndokuturika jira rechidzikatiro rikadzikatidza bhokisi rechitenderano, sokuudzwa kwaakanga aitwa naTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akapinza areka mutabhenakeri, akarembedza chidzitiro chokudzitira nacho, akadzitira areka yechipupuriro; sezvakanga zvarairwa Mosesi naJehovha.
Shona 2009?
akapi nza areka mutabhenakeri, akarembedza chidzitiro chokudzitira nacho, akadzitira areka yechipupuriro; sezvakanga zvarairwa Mozisi naJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
akapinza areka mutabhenakeri, akarembedza keteni rokudzitira nacho, akadzitira areka yechipupuriro; sezvakanga zvarairwa Mosesi naJehovha.