Exodus 40:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaisa cigadziko cemŋenje mutente rokusoŋgana, cakatarisana netafura, kurutiʋi rwetabernakeri necenyasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaisa chigadziko chomwenje muTende Rokusangana chakatarisana netafura nechokurutivi rwezasi rwetabhenakeri
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akaisa chigadzikiro chomwenje mutendhe rokusanganira, chakatarisana neteburu iye kumaodzanyemba, mutendhe rinoera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaisa chigadziko chemwenje mutende rokusangana, chakatarisana netafura, kurutivi rwetabhenakeri nechenyasi.
Shona 2009?
Akaisa chigadziko chemwenje mutende rokusangana, chakatarisana netafura, kurutivi rwetabhenakeri nechenyasi.
Shona SUB 2002 Bible
Akaisa chigadzikiro chemwenje mutende rokusangana, chakatarisana netafura, kurutivi rwetabhenakeri nechenyasi.