Exodus 40:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unofanira kuisa mukati mayo areka yecipupuriro, nokudzitira areka necidzitiro
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uise areka yeChipupuriro mairi uye ugofukidza areka nechidzitiro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
uise bhokisi rechitenderano mutendhe imomo; uisewo jira rechidzikatiro rokudzikatidza bhokisi rechitenderano.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Unofanira kuisa mukati mayo areka yechipupuriro, nokudzitira areka nechidzitiro.
Shona 2009?
Unofanira kuisa mukati mayo areka yechipupuriro, nokudzitira areka nechidzitiro.
Shona SUB 2002 Bible
Unofanira kuisa mukati mayo areka yechipupuriro, nokudzitira areka neketeni.