Exodus 40:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaisa mudziyo wokushambidzira pakati petente rokusoŋgana neartari, akaisa mukati mayo mvura yokushambidza nayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaisa dhishi pakati peTende Rokusangana nearitari uye akaisa mvura yokushamba mariri,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akagadzika dhishi rokushambira pakati petendhe rokusanganira neatari, akariisa mvura yokushamba
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaisa mudziyo wokushambidzira pakati petende rokusangana neatari, akaisa mukati mayo mvura yokushambidza nayo.
Shona 2009?
Akaisa mudziyo wokushambidzira pakati petende rokusangana nearitari, akaisa mukati mayo mvura yokushambidza nayo.
Shona SUB 2002 Bible
Akaisa mudziyo wokushambidzira pakati petende rokusangana neatari, akaisa mukati mayo mvura yokushambidza nayo.