Exodus 40:37 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana gore risina‐kukwidzwa, haʋana‐kufamba, kuȿikira musi warinozokwidzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi kana gore risina kubva, vakanga vasingafambi, kusvikira pazuva rarinosimuka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kana gore iroro rainge risina kubviswapo, havaizosimudzira rwendo rwavo kusvikira zuva rarainge rabviswapo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana gore risina kukwidzwa, havana kufamba, kusvikira musi warinozokwidzwa.
Shona 2009?
Asi kana gore risina kukwidzwa, havana kufamba, kusvikira musi warinozokwidzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana gore risina kukwidzwa, vaisafamba, kusvikira musi warinozokwidzwa.