Exodus 5:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋarairi ʋamabasa aʋanhu naʋatariri ʋaʋo ʋakaɓuɗa, ʋakataura naʋanhu, ʋakati: Ɀanzi naFarao: Handicakupiyi ʋuswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vatariri vebasa navakuru vakuru vakabuda vakandoti kuvanhu, “Zvanzi naFaro, ‘Handichazokupaizve uswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaIjipiti vaya vaishandisa vaIsiraeri basa pamwechete navamwe vaIsiraeri vaitungamirira vamwe pabasa vakandotaurira vaIsiraeri kuti, “Zvanzi naFarao, ‘Handichakupai mashanga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo varairi vamabasa avanhu navatariri vavo vakabuda, vakataura navanhu, vakati, “Zvanzi naFarao, ‘Handichakupiyi uswa.
Shona 2009?
Ipapo varairi vamabasa avanhu navatariri vavo vakabuda, vakataura navanhu, vakati, "Zvanzi naFarao, `Handichakupiyi uswa.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo varairi vamabasa avanhu navatariri vavo vakabuda, vakataura navanhu, vakati, “Zvanzi naFarao, ‘Handichakupiyi uswa.