Exodus 5:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Endai mumene mundoɀitorera ʋuswa pamuŋgaʋuwana, nokuti ɓasa renyu haritapudzwi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Endai mundozvitsvakira uswa kana kupi zvako kwamungahuwana, asi basa renyu haritapudzwi kana napaduku.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Endai mundozvitsvakira moga chero kupi zvako kwamungaawanire. Asi mugwazo wenyu uchangoramba wakadaro.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Endai mega mundozvitorera uswa pamungauwana, nokuti basa renyu haritapudzwi.’ ”
Shona 2009?
"Endai mega mundozvitorera uswa pamungauwana, nokuti basa renyu haritapudzwi.' "
Shona SUB 2002 Bible
Endai mega munozvitorera uswa pamungauwana, nokuti basa renyu haritapudzwi.’ ”