Exodus 5:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋarairi ʋamaɓasa ʋakaʋakurudzira, ʋaciti: Pedzai ɓasa renyu, maɓasa amaifanira kuita mazuʋa ose mucinoʋuswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vatariri vebasa vakaramba vachivamanikidza vachiti, “Pedzai basa ramakatarirwa pazuva rimwe nerimwe, sezvamaiita pamaiwana uswa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vaya vaishandisa vaIsiraeri vakaramba vachivaomesera vachiti, “Pedzai mugwazo wenyu wezuva roga roga sezvamaingoita muchapiwa mashanga.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Varairi vamabasa vakavakurudzira, vachiti, “Pedzai basa renyu, mabasa amaifanira kuita mazuva ose muchino uswa.”
Shona 2009?
Varairi vamabasa vakavakurudzira, vachiti, "Pedzai basa renyu, mabasa amaifanira kuita mazuva ose muchino uswa."
Shona SUB 2002 Bible
Varairi vamabasa vakavakurudzira, vachiti, “Pedzai basa renyu, mabasa amaifanira kuita mazuva ose muchino uswa.”