Exodus 5:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋarume ŋgaʋawedzerwe ɓasa rinorema, ʋaremerwe naro; kuti ʋarege kuraŋgarira mashoko enhema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Itai kuti basa rinyanye kuomera vanhu kuitira kuti varambe vachishanda uye varege kuteerera kunhema.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Remedzai vanhu ava nebasa kuti vaite basa varege kuteerera zvokunyepa izvo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Varume ngavawedzerwe basa rinorema, varemerwa naro; kuti varege kurangarira mashoko enhema.”
Shona 2009?
Varume ngavawedzerwe basa rinorema, varemerwa naro; kuti varege kurangarira mashoko enhema."
Shona SUB 2002 Bible
Varume ngavawedzerwe basa rinorema, varemerwa naro; kuti varege kurangarira mashoko enhema.”