Exodus 7:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akati kunaMosesi: Tarira, ndakuita samŋari kunaFarao; Aroni, mukoma wako, ucaʋa muprofita wako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi. “Tarira, ndakuita saMwari kuna Faro, uye mukoma wako Aroni achava muprofita wako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Ini ndakuita saMwari kuna Farao. Mukoma wako Aroni achava somuporofita wako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akati kuna Mosesi, “Tarira, ndakuita saMwari kuna Farao; Aroni, mukoma wako, achava muporofita wako.
Shona 2009?
Jehovha akati kuna Mozisi, "Tarira, ndakuita saMwari kuna Farao; Aroni, mukoma wako, achava muporofita wako.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akati kuna Mosesi, “Tarira, ndakuita saMwari kuna Farao; Aroni, mukoma wako, achava muporofita wako.