Exodus 7:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naJehova: Ucaziʋa kuti ndini Jehova necinhu ici: Tarira, ndicaroʋa mvura iri murwizi netȿimbo iri muruʋoko rwaŋgu, ikashanduka ropa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvanzi naJehovha, “Uchaziva kuti ndini Jehovha nechinhu ichi: Ndicharova mvura yeNairi netsvimbo iri muruoko rwangu uye iyo ichashanduka ikava ropa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino, zvanzi naTenzi, ‘Muchazoziva kuti ini ndini Tenzi nokuda kwezvandichaita zvino. Ndicharova mvura iri muna Nairi netsvimbo yandakabata, mvura ichasanduka ichiva ropa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvanzi naJehovha, ‘Uchaziva kuti ndini Jehovha nechinhu ichi: Tarira ndicharova mvura iri murwizi netsvimbo iri muruoko rwangu, ikashanduka ropa.’
Shona 2009?
Zvanzi naJehovha, `Uchaziva kuti ndini Jehovha nechinhu ichi: Tarira ndicharova mvura iri murwizi netsvimbo iri muruoko rwangu, ikashanduka ropa.'
Shona SUB 2002 Bible
Zvanzi naJehovha, ‘Uchaziva kuti ndini Jehovha nechinhu ichi: Tarira ndicharova mvura iri murwizi netsvimbo iri muruoko rwangu, ikashanduka kuva ropa.’