Exodus 7:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hoʋe dziri murwizi dzicafa, rwizi rucanhuwa; ʋaEgipita ʋacanetswa nokutȿaka kunwa mvura yorwizi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hove dziri muNairi dzichafa, uye rwizi ruchanhuhwa; vaIjipita havazokwanisi kunwa mvura yarwo.” ’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hove dzose dzirimo dzichafa, mvura yacho ichanhuhwa kuti kutu. Saka vaIjipiti vachasema kunwa mvura yomuna Nairi.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hove dziri murwizi dzichafa, rwizi ruchanhuwa; vaIjipiti vachanetswa nokutsvaka kunwa mvura yorwizi.”
Shona 2009?
Hove dziri murwizi dzichafa, rwizi ruchanhuwa; vaIjipiti vachanetswa nokutsvaka kumwa mvura yorwizi."
Shona SUB 2002 Bible
Hove dziri murwizi dzichafa, rwizi ruchanhuwa; VaIjipiti vachanetswa nokutsvaka kunwa mvura yorwizi.”