Exodus 7:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Farao akadzoka, akapinda mumba make; haana‐kuraŋgarira necinhu ici ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi akadzokera mumuzinda wake, uye haana kunyange kuzviisa mumwoyo make.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Farao akabva adzokera zvake kumba kwake asina hanya kunyange nezvizvi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Farao akadzoka, akapinda mumba make; haana kurangarira nechinhu ichiwo.
Shona 2009?
Ipapo Farao akadzoka, akapinda mumba make; haana kurangarira nechinhu ichiwo.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Farao akadzoka, akapinda mumba make; haana kurangarira nechinhu ichiwo.