Exodus 7:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ƲaEgipita ʋose ʋakacera nhiʋi dzorwizi ʋacitsaka mvura yokunwa; nokuti ʋakaŋga ʋasiŋgagoni kunwa mvura yorwizi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye vaIjipita vose vakachera mujinga maNairi kuti vawane mvura yokunwa, nokuti vakanga vasingagoni kunwa mvura yomurwizi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaIjipiti vose vakandochera matsime munhivi dzaNairi vachitsvaka mvura yokunwa. Mvura yomurwizi yakanga isisanwiki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
VaIjipiti vose vakachera nhivi dzorwizi vachitsvaka mvura yokunwa; nokuti vakanga vasingagoni kunwa mvura yorwizi.
Shona 2009?
VaIjipiti vose vakachera nhivi dzorwizi vachitsvaka mvura yokumwa; nokuti vakanga vasingagoni kumwa mvura yorwizi.
Shona SUB 2002 Bible
VaIjipiti vose vakachera nhivi dzorwizi vachitsvaka mvura yokunwa; nokuti vakanga vasingagoni kunwa mvura yorwizi.