Exodus 7:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana Farao acitaura nemi, akati: Tiratidzei cinoshamisa, uti kunaAroni: Tora tȿimbo yako, uikandire pasi pamberi paFarao, ishanduke nyoka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Faro paanoti kwamuri, ‘Itai chiratidzo,’ ipapo uti kuna Aroni, ‘Tora tsvimbo yako uikande pasi pamberi paFaro,’ uye ichava nyoka.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana Farao akati, ‘Itai chishamiso chinoratidza kuti matumwa naMwari,’ iwe iti Aroni akande tsvimbo yake pasi, isanduke igova nyoka, ipapo pana Farao achizviona.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana Farao achitaura nemi, akati, ‘Tiratidzei chinoshamisa,’ uti kuna Aroni, ‘Tora tsvimbo yako, uikandire pasi pamberi paFarao, ishanduke nyoka.’ ”
Shona 2009?
"Kana Farao achitaura nemi, akati, `Tiratidzei chinoshamisa,' uti kuna Aroni, `Tora tsvimbo yako, uikandire pasi pamberi paFarao, ishanduke nyoka.' "
Shona SUB 2002 Bible
“Kana Farao achitaura nemi, akati, ‘Tiratidzei chinoshamisa,’ uti kuna Aroni, ‘Tora tsvimbo yako, uikandire pasi pamberi paFarao, ishanduke kuita nyoka.’ ”