Exodus 8:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati: Maŋgwana. Akati: Ɀicaitwa seɀamareʋa; kuti muziʋe kuti hakunomumŋe wakafanana naJehova, Mŋari weɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Faro akati, “Mangwana.” Mozisi akapindura akati, “Zvichaitika sezvamareva, kuitira kuti mugoziva kuti hakuna mumwe akaita saJehovha Mwari wedu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye ndokuti, “Ita izvozvo mangwana!” Mosesi akati, “Tichaita saizvozvo. Ndipo pamuchazoziva kuti hakuna mumwe mwari angafananidzwe naTenzi, Mwari wedu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati, “Mangwana.” Akati, “Zvichaitwa sezvamareva; kuti muzive kuti hakuna mumwe akafanana naJehovha, Mwari wedu.
Shona 2009?
Iye akati, "Mangwana." Akati, "Zvichaitwa sezvamareva; kuti muzive kuti hakuna mumwe akafanana naJehovha, Mwari wedu.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati, “Mangwana.” Akati, “Zvichaitwa sezvamareva; kuti muzive kuti hakuna mumwe akafanana naJehovha, Mwari wedu.