Exodus 8:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mataca acabva kwamuri, nomudzimba dzenyu, nokuʋaranda ʋenyu, nokuʋanhu ʋenyu; acasara murwizi ɓedzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Matatya achabva kwamuri nomudzimba dzenyu, machinda enyu nokuvanhu venyu; achasara muna Nairi chete.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Matafi achabviswa kwamuri. Achabviswa mudzimba dzenyu, nedzamachinda enyu nedzavanhu venyu. Achangosara muna Nairi chete.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Matatya achabva kwamuri, nomudzimba dzenyu, nokuvaranda venyu, nokuvanhu venyu; achasara murwizi bedzi.”
Shona 2009?
Matatya achabva kwamuri, nomudzimba dzenyu, nokuvaranda venyu, nokuvanhu venyu; achasara murwizi bedzi."
Shona SUB 2002 Bible
Matatya achabva kwamuri, nomudzimba dzenyu, nokuvaranda venyu, nokuvanhu venyu; achasara murwizi bedzi.”