Exodus 8:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaaʋuŋganidza, ʋakaaita mirwi, nyika ikanhuwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaunganidzwa akaita mirwi uye nyika yakanhuhwa nokuda kwawo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaIjipiti vakaaunganidza vachiita matutu matutu, nyika ikati kutu kunhuhwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakaaunganidza, vakaaita mirwi, nyika ikanhuwa.
Shona 2009?
Vakaaunganidza, vakaaita mirwi, nyika ikanhuwa.
Shona SUB 2002 Bible
Vakaaunganidza, vakaaita mirwi, nyika ikanhuwa.