Exodus 8:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Iti kunaAroni: Tambanudza tȿimbo yako, uroʋe guruʋa rapasi, rishanduke ʋutuŋga panyika yose yeEgipita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Taurira Aroni uti, ‘Tambanudza tsvimbo yako ugorova guruva revhu,’ uye munyika yose yeIjipiti, guruva richava umhutu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akataurira Mosesi kuti, “Iti Aroni atambanudze tsvimbo yake arove nayo pasi patibuke guruva rive umhutu munyika yose yeIjipiti.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Iti kuna Aroni, ‘Tambanudza tsvimbo yako, urove guruva rapasi, rishanduke utunga panyika yeIjipiti.’ ”
Shona 2009?
Zvino Jehovha akati kuna Mozisi, "Iti kuna Aroni, `Tambanudza tsvimbo yako, urove guruva rapasi, rishanduke utunga panyika "
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Iti kuna Aroni, ‘Tambanudza tsvimbo yako, urove guruva rapasi, rishanduke utunga panyika yeIjipiti.’ ”