Exodus 8:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋaŋga dzikaita saiɀoɀo noʋuroyi bgadzo kuti dziɓuɗise ʋutuŋga, asi hadzina‐kugona; ʋutuŋga bgakaŋga ʋuri paʋanhu napaɀipfuwo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi n'anga dzakakonewa, padzakaedza nouroyi hwadzo kubudisa umhutu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
N'anga dzakaita mashiripiti adzo. Dzakaedzawo kuita umhutu dzikatadza. Umhutu ihwohwo hwaiva pose pose huchimomotera vanhu nezvipfuwo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
N'anga dzikaita saizvozvo nouroyi hwadzo kuti dzibudise utunga, asi hadzina kugona; utunga hwakanga huri pavanhu napazvipfuwo.
Shona 2009?
N'anga dzikaita saizvozvo nouroyi hwadzo kuti dzibudise utunga, asi hadzina kugona; utunga hwakanga huri pavanhu napazvipfuwo.
Shona SUB 2002 Bible
N'anga dzikaita saizvozvo nouroyi hwadzo kuti dzibudise utunga, asi hadzina kugona; utunga hwakanga huri pavanhu napazvipfuwo.