Exodus 8:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova akaita saiɀoɀo, mapute makuru‐kuru enhunzi akapinda mumba maFarao, nomudzimba dzaʋaranda ʋake, nomunyika yose yeEgipita; nyika ikaʋodzwa namapute enhunzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Jehovha akaita izvozvo. Mabute enhunzi akapinda mumuzinda maFaro uye nomudzimba dzamachinda ake, uye muIjipiti yose, nyika yakaparadzwa namabute enhunzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akaita izvozvo. Nhunzi dzakazaridzana mumba maFarao nomudzimba dzamachinda ake nomunyika yose yeIjipiti. Nyika yose ikasemesa namapute enhunzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehovha akaita saizvozvo, mapute makuru-kuru enhunzi akapinda mumba maFarao, nomudzimba dzavaranda vake, nomunyika yose yeIjipiti; nyika ikaodzwa namapute enhunzi.
Shona 2009?
Zvino Jehovha akaita saizvozvo, mapute makuru-kuru enhunzi akapinda mumba maFarao, nomudzimba dzavaranda vake, nomunyika yose yeIjipiti; nyika ikaodzwa namapute enhunzi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehovha akaita saizvozvo, mapute makuru–kuru enhunzi akapinda mumba maFarao, nomudzimba dzavaranda vake, nomunyika yose yeIjipiti; nyika ikaodzwa namapute enhunzi.