Exodus 8:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Farao akati: Ndicakutenderai kuenda mundoɓayira Jehova Mŋari wenyu murenje, asi musaenda kure‐kure. Ndinyeŋgetererei.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Faro akati, “Ndichakutenderai kuenda kunobayira zvipiriso kuna Jehovha Mwari wenyu murenje, asi hamufaniri kuenda kure kure. Zvino chindinyengetererai.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Farao akati, “Ndinokubvumirai kundopira Tenzi, Mwari wenyu muri murenje, asi regai kuenda kure. Mundinamatirewo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Farao akati, “Ndichakutenderai kuenda mundobayira Jehovha Mwari wenyu murenje, asi musaenda kure-kure. Ndinyengetererei.”
Shona 2009?
Farao akati, "Ndichakutenderai kuenda mundobayira Jehovha Mwari wenyu murenje, asi musaenda kure-kure. Ndinyengetererei."
Shona SUB 2002 Bible
Farao akati, “Ndichakutenderai kuenda mundobayira Jehovha Mwari wenyu murenje, asi musaenda kure–kure. Ndinyengetererei.”