Exodus 8:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akaita seɀakakumbira Mosesi, akabvisa mapute enhunzi kunaFarao, nokuʋaranda ʋake, nokuʋanhu ʋake; haina‐kusara kunyaŋge neimŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye Jehovha akaita zvaakakumbirwa naMozisi. Nhunzi dzakabva pana Faro nokumachinda ake uye nokuvanhu vake; hakuna nhunzi yakasara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akaita zvakakumbirwa naMosesi akabvisa mapute enhunzi pana Farao namachinda ake navanhu vake. Hakuna kana nenhunzi imwechete yakasara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akaita sezvakakumbira Mosesi, akabvisa mapute enhunzi kuna Farao, nokuvaranda vake, nokuvanhu vake; haana kusara kunyange neimwe.
Shona 2009?
Jehovha akaita sezvakakumbira Mozisi, akabvisa mapute enhunzi kuna Farao, nokuvaranda vake, nokuvanhu vake; haana kusara kunyange neimwe.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akaita sezvakakumbira Mosesi, akabvisa mapute enhunzi kuna Farao, nokuvaranda vake, nokuvanhu vake; haana kusara kunyangwe neimwe.