Exodus 9:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ŋaŋga dzakaŋga dzisiŋgagoni kumira pamberi paMosesi nokuɗa kwamamota, nokuti mamota akaŋga ari paŋaŋga napaʋaEgipita ʋose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
N'anga hadzina kugona kumira pamberi paMozisi nokuda kwamamota akanga ari pavari uye napavaIjipita vose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
N'anga dziya dzakatadza kusvika paiva naMosesi nokuti naidzowo n'anga dzacho pamwechete navaIjipiti vose vakanga vanyenga mamota.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino n'anga dzakanga dzisingagoni kumira pamberi paMosesi nokuda kwamamota, nokuti mamota akanga ari pan'anga napavaIjipiti vose.
Shona 2009?
Zvino n'anga dzakanga dzisingagoni kumira pamberi paMozisi nokuda kwamamota, nokuti mamota akanga ari pan'anga napavaIjipiti vose.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino n'anga dzakanga dzisingagoni kumira pamberi paMosesi nokuda kwamamota, nokuti mamota akanga ari pan'anga napaVaIjipiti vose.