Exodus 9:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Jehova wakawomesa mŋoyo waFarao, akasaʋaterera, seɀakaŋga ɀarebga naJehova kunaMosesi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Jehovha akaomesa mwoyo waFaro uye haana kuda kuteerera kuna Mozisi naAroni, zvakanga zvarehwa naJehovha kuna Mozisi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Tenzi akaita kuti Farao aomese mwoyo. Farao akaramba kuteerera Mosesi naAroni sokutaura kwakamboita Tenzi kuna Mosesi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Jehovha akaomesa mwoyo waFarao, akasavateerera, sezvakanga zvarehwa naJehovha kuna Mosesi.
Shona 2009?
Asi Jehovha akaomesa moyo waFarao, akasavateerera, sezvakanga zvarehwa naJehovha kuna Mozisi.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Jehovha akaomesa mwoyo waFarao, akasavateerera, sezvakanga zvarehwa naJehovha kuna Mosesi.