Exodus 9:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ucaramba uciŋgoɀikudza ucirwa naʋanhu ʋaŋgu, usiŋgaɗi kuʋatendera kuenda here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iwe wakazvigadzirira kurwa navanhu vangu uye haudi kuvatendera kuti vaende.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iwe uri kuramba uchingozvikudza zvako, hausiri kuda kubvumidza vanhu vangu kuenda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ucharamba uchingozvikudza uchirwa navanhu vangu, usingadi kuvatendera kuenda here?
Shona 2009?
Zvino ucharamba uchingozvikudza uchirwa navanhu vangu, usingadi kuvatendera kuenda here?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ucharamba uchingozvikudza uchirwa navanhu vangu, usingadi kuvatendera kuenda here?