Exodus 9:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀino tuma ʋanhu, uʋuŋganidze ɀipfuwo ɀako neɀose ɀaunaɀo kusaŋgo, nokuti ʋanhu ʋose neɀipfuwo ɀose ɀinowanikwa kusaŋgo, ɀisina‐kuiswa mudzimba, ɀicarobga necimvuramabge ɀikafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chirayira izvozvi kuti zvipfuwo zvako nezvose zviri musango zvipinde mumatanga, nokuti chimvuramabwe chichawira pamusoro pomunhu wose napamusoro pezvipfuwo zvisina kupfigirwa uye zvichiri musango, uye zvichafa.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka zvino tuma vanhu vakokorodze zvipfuwo zvako, vaunganidzewo zvinhu zvako zvose zviri kunze. Vanhu vose nezvipfuwo zvose zvichazenge zviri kunze, zvisina kuiswa mudzimba, zvicharohwa nechimvuramahwe zvikafa.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo zvino tuma vanhu, uunganidze zvipfuwo zvako nezvose zvaunazvo kusango, nokuti vanhu vose nezvipfuwo zvose zvinowanikwa kusango, zvisina kuiswa mudzimba, zvicharohwa nechimvuramabwe zvikafa.”
Shona 2009?
Naizvozvo zvino tuma vanhu, uunganidze zvipfuwo zvako nezvose zvaunazvo kusango, nokuti vanhu vose nezvipfuwo zvose zvinowanikwa kusango, zvisina kuiswa mudzimba, zvicharohwa nechimvuramabwe zvikafa."
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo zvino tuma vanhu, uunganidze zvipfuwo zvako nezvose zvaunazvo kusango, nokuti vanhu vose nezvipfuwo zvose zvinowanikwa kusango, zvisina kuiswa mudzimba, zvicharohwa nechimvuramabwe zvikafa.”