Exodus 9:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kana ukaramba kuʋatendera, ukaramba uciʋadziʋisa,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana uchiramba kuti vaende uye ukaramba uchivadzivisa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana ukasavabvumidza, uchirambira zvako navo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kana ukaramba kuvatendera, ukaramba uchivadzivisa,
Shona 2009?
Nokuti kana ukaramba kuvatendera, ukaramba uchivadzivisa,
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kana ukaramba kuvatendera, ukaramba uchivadzivisa,