Exodus 9:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi munyika yeGosheni ɓedzi, imo makaŋga munaʋana ʋaIsraeri, ndi’po pakaŋga pasinecimvuramabge.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nzvimbo yachisina kunaya chete inyika yeGosheni, uko kwaiva navaIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kudunhu reGosheni kwaigara vaIsiraeri, ndiko kwoga kusina kusvika chivhuramahwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi munyika yeGosheni bedzi, imo makanga muna vana vaIsiraeri, ndipo pakanga pasina chimvuramabwe.
Shona 2009?
Asi munyika yeGosheni bedzi, imo makanga muna vana vaIsiraeri, ndipo pakanga pasina chimvuramabwe.
Shona SUB 2002 Bible
Asi munyika yeGosheni bedzi, imo makanga muna vana VaIsiraeri, ndimo makanga musina chimvuramabwe.