Exodus 9:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyeŋgeterai kunaJehova, nokuti kutinhira kukuru kwaMŋari necimvuramabge ɀariŋgana; ndicakutenderai kuenda, murege kugara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyengeterai kuna Jehovha, nokuti mutinhiro nechimvuramabwe zvanyanya. Ndichakutenderai kuti muende; hamuchafaniri kuramba mugerezve pano.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tikumbirireiwo kuna Tenzi nokuti kutinhira kwemheni yaMwari nechimvuramahwe zvanyanya. Zvino ndava kukubvumirai kuenda, handichakurambidzai.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nyengeterai kuna Jehovha, nokuti kutinhira kukuru kwaMwari nechimvuramabwe zvaringana; ndichakutenderai kuenda, murege kugara.”
Shona 2009?
Nyengeterai kuna Jehovha, nokuti kutinhira kukuru kwaMwari nechimvuramabwe zvaringana; ndichakutenderai kuenda, murege kugara."
Shona SUB 2002 Bible
Nyengeterai kuna Jehovha, nokuti kutinhira kukuru kwaMwari nechimvuramabwe zvaringana; ndichakutenderai kuenda, murege kugara.”