Exodus 9:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana muri’mi naʋaranda ʋenyu, ndinoziʋa kuti hamuŋgatyi Jehova Mŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi ndinoziva kuti iwe namachinda ako hamutyi Jehovha Mwari nazvino.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi ndinoziva kuti imi namachinda enyu hamusati zvenyu mava kutya.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana murimi navaranda venyu, ndinoziva kuti hamungatyi Jehovha Mwari.”
Shona 2009?
Asi kana murimwi navaranda venyu, ndinoziva kuti hamungatyi Jehovha Mwari."
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana murimi navaranda venyu, ndinoziva kuti hamungatyi Jehovha Mwari.”