Exodus 9:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Miti yorucinda nebari ɀikarobga, nokuti bari yakaŋga yatumbuka, nemiti yorucinda yakaŋga yaʋa namaruʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
(Miti yeshinda nebhari zvakanga zvaparadzwa, sezvo bhari rakanga rava nehura uye miti yava namaruva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Minda yebhari yakanga yatumbuka, nemindawo yekamuti kanosvuurwa shinda yefurakisi yakanga yava namaruva, zvose zvakaparadzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Miti yoruchinda nebhari zvikarohwa, nokuti bhari yakanga yatumbuka, nemiti yoruchinda yakanga yava namaruva.
Shona 2009?
Miti yoruchinda nebhari zvikarohwa, nokuti bhari yakanga yatumbuka, nemiti yoruchinda yakanga yava namaruva.
Shona SUB 2002 Bible
Miti yoruchinda nebhari zvikarohwa, nokuti bhari yakanga yatumbuka, nemiti yoruchinda yakanga yava namaruva.