Exodus 9:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mosesi akaɓuɗa muguta pamberi paFarao, akatambanudzira maʋoko ake kunaJehova, kutinhira necimvuramabge ɀikanyarara, nemvura ikasaɗururirwa panyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Mozisi akabva pana Faro akabuda muguta. Akatambanudzira maoko ake kuna Jehovha; mutinhiro nechimvuramabwe zvakamira, uye mvura haina kuzonayazve panyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akabva paiva naFarao, akabuda muguta umu, ndokusimudza maoko ake kuna Tenzi. Kutinhira kwemheni nechivhuramahwe zvakabva zvanyarara, mvura ichibva yakasa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mosesi akabuda muguta pamberi paFarao, akatambanudzira maoko ake kuna Jehovha, kutinhira nechimvuramabwe zvikanyarara, nemvura ikasadururirwa panyika.
Shona 2009?
Zvino Mozisi akabuda muguta pamberi paFarao, akatambanudzira maoko ake kuna Jehovha, kutinhira nechimvuramabwe zvikanyarara, nemvura ikasadururirwa panyika.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mosesi akabuda muguta pamberi paFarao, akatambanudzira maoko ake kuna Jehovha, kutinhira nechimvuramabwe zvikanyarara, nemvura ikasadururirwa panyika.