Exodus 9:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Farao wakati aʋona kuti mvura necimvuramabge nokutinhira ɀanyarara, akawedzera kutadza, akawomesa mŋoyo wake, iye naʋaranda ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Faro akati aona kuti mvura nechimvuramabwe uye nomutinhiro zvapera, akatadzazve: Iye namachinda ake vakaomesa mwoyo yavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Farao paakaona kuti mvura nechivhuramahwe zvakasa uye kutinhira kwemheni kwanyarara, akaita chitadzo zvakare iye namachinda ake vakaramba vakaomesa mwoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Farao akati aona kuti mvura nechimvuramabwe nokutinhira zvanyarara, akawedzera kutadza, akaomesa mwoyo wake, iye navaranda vake.
Shona 2009?
Zvino Farao akati aona kuti mvura nechimvuramabwe nokutinhira zvanyarara, akawedzera kutadza, akaomesa moyo wake, iye navaranda vake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Farao akati aona kuti mvura nechimvuramabwe nokutinhira zvanyarara, akawedzera kutadza, akaomesa mwoyo wake, iye navaranda vake.