Exodus 9:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova ucaraʋura ɀipfuwo ɀaʋaIsraeri paɀipfuwo ɀaʋaEgipita; hapanecimŋe ciŋgafa paɀipfuwo ɀose ɀaʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Jehovha achaisa mutsauko pakati pezvipfuwo zveIsraeri nezveIjipiti, kuitira kuti parege kuva nezvipfuwo zvavaIsraeri zvichafa.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi ini Tenzi, handizoita kuzvipfuwo zvavaIsiraeri zvandichaita kuzvipfuwo zvavaIjipiti. Hapana kana chipfuwo chavaIsiraeri chichafa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha acharaura zvipfuwo zvavaIsiraeri pazvipfuwo zvavaIjipiti; hapana chimwe chingafa pazvipfuwo zvose zvavaIsiraeri.”
Shona 2009?
Jehovha acharaura zvipfuwo zvavaIsiraeri pazvipfuwo zvavaIjipiti; hapana chimwe chingafa pazvipfuwo zvose zvavaIsiraeri."
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha acharaura zvipfuwo zvaVaIsiraeri pazvipfuwo zvaVaIjipiti; hapana chimwe chingafa pazvipfuwo zvose zvaVaIsiraeri.”