Exodus 9:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova akatara ŋguʋa, akati: Maŋgwana Jehova ucaita cinhu ici munyika ino.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akatsaura nguva uye akati, “Mangwana Jehovha achaita izvi munyika.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akatema nguva yacho achiti, “Mangwana ndiro zuva randichaita izvozvo munyika ino.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehovha akatara nguva akati, “Mangwana Jehovha achaita chinhu ichi munyika ino.”
Shona 2009?
Zvino Jehovha akatara nguva akati, "Mangwana Jehovha achaita chinhu ichi munyika ino."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehovha akatara nguva akati, “Mangwana Jehovha achaita chinhu ichi munyika ino.”