Exodus 9:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova akati kunaMosesi naAroni: Torai tsama dzamaɗota ecoto, Mosesi aakushire kuɗeŋga pamberi paFarao.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi naAroni, “Torai tsama dzamadota kubva pachoto mugoita kuti Mozisi aakushe mumhepo pamberi paFaro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akataurira Mosesi naAroni achiti, “Endai munokore dota muchoto, Mosesi arimwaye mudenga Farao achiona.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehovha akati kuna Mosesi naAroni, “Torai tsama dzamadota echoto, Mosesi aakushire kudenga pamberi paFarao.
Shona 2009?
Zvino Jehovha akati kuna Mozisi naAroni, "Torai tsama dzamadota echoto, Mozisi aakushire kudenga pamberi paFarao.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehovha akati kuna Mosesi naAroni, “Torai tsama dzamadota echoto, Mosesi aakushire kudenga pamberi paFarao.