Ezekiel 1:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Cimŋe necimŋe cairuramira mberi pakufamba kwaco; kwaiɗa kufamba mŋeya, ndiko kwaɀaifamba; haɀina‐kutsauka pakufamba kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chimwe nechimwe chainanga mberi chakarurama. Kwose kwaienda mweya, ndiko kwazvaienda, zvisingacheuki pakufamba kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino chimwe nechimwe chaifamba chakananga pachakananga zvichienda kwose kwose kwainge kuchienda mweya, zvaienda zvisingatsauki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chimwe nechimwe chairuramira mberi pakufamba kwacho; kwaida kufamba mweya, ndiko kwazvaifamba; hazvina kutsauka pakufamba kwazvo.
Shona 2009?
Chimwe nechimwe chairuramira mberi pakufamba kwacho; kwaida kufamba mweya, ndiko kwazvaifamba; hazvina kutsauka pakufamba kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Chimwe nechimwe chairuramira mberi pakufamba kwacho; kwaida kufamba mweya, ndiko kwazvaifamba; hazvina kutsauka pakufamba kwazvo.